Genesi 4:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Seti akabereka mwana mukomana akamutumidza zita rokuti Enoshi. Panguva iyoyo vanhu vakatanga kunamata Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 NaSeti wakaɓerekerwa mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Enoshi. Neŋguʋa iyo ʋanhu ʋakataŋga kuɗana zita raJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 NaSeti wakaberekerwa mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Enoshi. Nenguva iyo vanhu vakatanga kudana zita raJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Seti akabereka mwana mukomana akamutumidza zita rokuti Enoshi. Panguva iyoyo vanhu vakatanga kunamata Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Seti akabereka mwana mukomana akamutumidza zita rokuti Enoshi. Panguva iyoyo vanhu vakatanga kunamata Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Setiwo akava nomwanakomana, akamutumidza zita rokuti Enoshi. Panguva iyo vanhu vakatanga kudana kuzita raJehovha. Viz kapitola |