Genesi 4:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kana ukarima, nyika hapana chainokupa. Uchava swerakuenda nomudzungairi panyika.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 kana ucirima ivu, hariŋgakupi simba raro; ucaʋa mutizi nomudzuŋgairi panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 kana uchirima ivhu, haringakupi simba raro; uchava mutizi nomudzungairi panyika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kana ukarima, nyika hapana chainokupa. Uchava swerakuenda nomudzungairi panyika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kana ukarima, nyika hapana chainokupa. Uchava swerakuenda nomudzungairi panyika.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Paunorima ivhu, harichazombokuberekeri zvibereko zvaro. Uchava mudzungairi asingatongozorori panyika.” Viz kapitola |