Genesi 38:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi pana Tenzi, Eru dangwe raJudha rakanga rakaipa mwoyo, saka Tenzi akabva amuuraya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi Eri, ɗaŋgwe raJuda, wakaŋga ari munhu wakaipa pamberi paJehova; Jehova akamuʋuraya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Asi dangwe raJudha, akanga ari munhu akaipa pamberi paJehovha; Jehovha akamuuraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi pana Tenzi, Eru dangwe raJudha rakanga rakaipa mwoyo, saka Tenzi akabva amuuraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi pana Tenzi, Eru dangwe raJudha rakanga rakaipa mwoyo, saka Tenzi akabva amuuraya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi Eri, dangwe raJudha, akanga akaipa pamberi paJehovha, saka Jehovha akamuuraya. Viz kapitola |