Genesi 38:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akazovazve napamuviri akabereka mwana mukomana waakatumidza zita rokuti Onani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akaʋa nemimba ɀe, akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Onani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Akava nemimbazve, akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Onani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akazovazve napamuviri akabereka mwana mukomana waakatumidza zita rokuti Onani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akazovazve napamuviri akabereka mwana mukomana waakatumidza zita rokuti Onani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Akaitazve imwe mimba akabereka mwanakomana uye akamutumidza zita rokuti Onani. Viz kapitola |