Genesi 38:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Tamari paakanga osununguka, pakaoneka kuti aiva namapatya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino neŋguʋa yokuɓereka kwake ʋana ʋaʋiri ʋakaŋga ʋari muɗumbu rake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino nenguva yokubereka kwake vana vaviri vakanga vari mudumbu rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Tamari paakanga osununguka, pakaoneka kuti aiva namapatya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Tamari paakanga osununguka, pakaoneka kuti aiva namapatya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Nguva yake yokupona yakati yasvika, mudumbu make makanga muna vanakomana vaviri. Viz kapitola |