Online Bible

- Reklamy -

Genesi 38:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Hira akabvunza vanhu vomuEnaimi achiti, “Ko pfambi yaigara panzira muEnaimu iripiko?” Vanhu ndokuti, “Hakuna pfambi yakanga iri kuno.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Akabvunza ʋanhu ʋokwake, aciti: Ciripiko cifeʋe ciya, cakaŋga ciri paEnaimi panzira — Ʋakati: Kwakaŋga kusinecifeʋe pano.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Akabvunza vanhu vokwake, achiti, “Chiripo chifeve chiya, chakanga chiri paEnaimu panzira?” Vakati, “Kwakanga kusina chifeve pano.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Hira akabvunza vanhu vomuEnaimi achiti, “Ko pfambi yaigara panzira muEnaimu iripiko?” Vanhu ndokuti, “Hakuna pfambi yakanga iri kuno.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Hira akabvunza vanhu vomuEnaimi achiti, “Ko pfambi yaigara panzira muEnaimu iripiko?” Vanhu ndokuti, “Hakuna pfambi yakanga iri kuno.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Akabvunza varume vaigara ikoko akati, “Chiripiko chifeve chaigara parutivi rwenzira yeEnaimi?” Ivo vakati, “Hapana kumbova nechifeve pano.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 38:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy