Genesi 37:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakoma vake vakazviona kuti baba vavo vaimuda kupfuura vamwe vose, vakamuvenga vakatadzawo kunyatsotauriranawo naye zvakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋakoma ʋake ʋakaʋona kuti ɓaɓa ʋaʋo ʋanomuɗa kupfuʋura ʋakoma ʋake ʋose; ʋakamuʋeŋga, ʋakasagona kutaura naye nomufaro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Vakoma vake vakaona kuti baba vavo vanomuda kupfuura vakoma vake vose; vakamuvenga, vakasagona kutaura naye nomufaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakoma vake vakazviona kuti baba vavo vaimuda kupfuura vamwe vose, vakamuvenga vakatadzawo kunyatsotauriranawo naye zvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vakoma vake vakazviona kuti baba vavo vaimuda kupfuura vamwe vose, vakamuvenga vakatadzawo kunyatsotauriranawo naye zvakanaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Madzikoma ake akati aona kuti baba vavo vaimuda kupfuura ani zvake pakati pavo, vakamuvenga uye vakasagona kutaura naye mashoko akanaka. Viz kapitola |