Genesi 37:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jakobho akabvarura hanzu dzake neshungu. Akapfeka masaga akabva achema mwana wake kwamazuva mazhinji. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Jakobo akabvarura ŋguʋo dzake, akasimira magumbu paciʋuno cake, akacema mŋanakomana wake mazuʋa mazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Jakobho akabvarura nguo dzake, akasimira magumbu pachiuno chake, akachema mwanakomana wake mazuva mazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jakobho akabvarura hanzu dzake neshungu. Akapfeka masaga akabva achema mwana wake kwamazuva mazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Jakobho akabvarura hanzu dzake neshungu. Akapfeka masaga akabva achema mwana wake kwamazuva mazhinji. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Ipapo Jakobho akabvarura nguo dzake, akapfeka nguo dzamasaga akachema mwanakomana wake kwamazuva mazhinji. Viz kapitola |