Genesi 37:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Rubheni paakazvinzwa, akanunura Josefi mumaoko avo achiti, “Ngatiregei kumuuraya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Rubeni akaɀinzwa, akamurwira mumaʋoko aʋo, akati: Ŋgatirege kumuʋuraya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Rubheni akazvinzwa, akamurwira mumaoko avo, akati, “Ngatirege kumuuraya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Rubheni paakazvinzwa, akanunura Josefi mumaoko avo achiti, “Ngatiregei kumuuraya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Rubheni paakazvinzwa, akanunura Josefi mumaoko avo achiti, “Ngatiregei kumuuraya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Rubheni akati anzwa izvi, akaedza kumununura kubva mumaoko avo. Akati, “Ngatiregei kumuuraya. Viz kapitola |