Genesi 37:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakoma vake ndokubva vava kumuitira shanje, asi baba vake vakazvipfundira mumwoyo mavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ʋakoma ʋake ʋakamugoɗora; asi ɓaɓa ʋake ʋakaceŋgeta shoko iro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Vakoma vake vakamugodora; asi baba vake vakachengeta shoko iro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Vakoma vake ndokubva vava kumuitira shanje, asi baba vake vakazvipfundira mumwoyo mavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Vakoma vake ndokubva vava kumuitira shanje, asi baba vake vakazvipfundira mumwoyo mavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Madzikoma ake akamuitira godo, asi baba vake vakazvichengeta mumwoyo mavo. Viz kapitola |