Genesi 3:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Nyika ichamera minzwa norukato. Iwe uchadya zvokudya zvomusango. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 icakuɓerekera minzwa noʋutumbambeʋa; iwe ucadya miriʋo yomusaŋgo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 ichakuberekera minzwa norukato, iwe uchadya miriwo yomusango; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Nyika ichamera minzwa norukato. Iwe uchadya zvokudya zvomusango. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Nyika ichamera minzwa norukato. Iwe uchadya zvokudya zvomusango. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Richakuberekera minzwa norukato, uye uchadya miriwo yomusango. Viz kapitola |