Online Bible

- Reklamy -

Genesi 17:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Ishimaeri mwana wake mukomana akanga ava namakore gumi namatatu paakadzingiswa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ishmaeri, mŋanakomana wake, wakaŋga anamakore anegumi namatatu musi wokudziŋgiswa kwake

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Ishimaeri, mwanakomana wake, wakanga ana makore ane gumi namatatu musi wokudzingiswa kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Ishimaeri mwana wake mukomana akanga ava namakore gumi namatatu paakadzingiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Ishimaeri mwana wake mukomana akanga ava namakore gumi namatatu paakadzingiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 uye Ishumaeri mwanakomana wake akanga ava namakore gumi namatatu okuberekwa;

Viz kapitola kopírovat

Genesi 17:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy