Genesi 17:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mwari akataurirazve Abhurahamu kuti, “Mudzimai wako Sarai, chirega kunge uchamudaidza nezita rokuti Sarai, zita rake rava kunzi Sara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Mŋari akati ʋo kunaAbrahama: Kana ari Sarai, mukadzi wako, haufaniri kuzomutumidza zita rinonzi Sarai, asi zita rake ricanzi Sara; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Mwari akatiwo kuna Abhurahamu, “Kana ari Sarai, mukadzi wako haufaniri kuzomutumidza zita rinonzi Sarai, asi zita rake richanzi Sara; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mwari akataurirazve Abhurahamu kuti, “Mudzimai wako Sarai, chirega kunge uchamudaidza nezita rokuti Sarai, zita rake rava kunzi Sara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mwari akataurirazve Abhurahamu kuti, “Mudzimai wako Sarai, chirega kunge uchamudaidza nezita rokuti Sarai, zita rake rava kunzi Sara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Mwari akatiwo kuna Abhurahama, “Kana ari Sarai mukadzi wako, hauchazomutizve Sarai; zita rake richanzi Sara. Viz kapitola |