Online Bible

- Reklamy -

Genesi 15:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Abhuramu akatizve, “Tarisai muoneka kuti hamuna kundipa mwana. Saka muranda akaberekerwa mumusha mangu ndiye achatodya nhaka yangu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Abrama akati: Tarirai, hamuna‐kundipa mŋana; ɀino uyo wakaponerwa mumba maŋgu ndiye ucaʋa mudyi wenhaka yaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Abhuramu akati, “Tarirai, hamuna kundipa mwana; zvino uyo wakaponerwa mumba mangu ndiye achava mudyi wenhaka yangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Abhuramu akatizve, “Tarisai muoneka kuti hamuna kundipa mwana. Saka muranda akaberekerwa mumusha mangu ndiye achatodya nhaka yangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Abhuramu akatizve, “Tarisai muoneka kuti hamuna kundipa mwana. Saka muranda akaberekerwa mumusha mangu ndiye achatodya nhaka yangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Uye Abhurama akati, “Hamuna kundipa vana; saka muranda ari mumba mangu ndiye achava mudyi wenhaka yangu.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 15:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy