Genesi 15:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Asi Abhuramu akati, “Nhai Mwari Tenzi, zvamuchandipa zvichandibatsirei ndichidai kufamba zvangu ndisina kana mwana? Iyeka Ereazari wokuDhamasikusi ndiye achadya zvake nhaka yacho yomumba mangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Abrama akati: Ishe Jehova, mucandipeiko, ɀandofa haŋgu ndisinomŋana; ucaʋa mudyi wenhaka yeimba yaŋgu ndiEriezeri weDamasiko kanhi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Abhuramu akati, “Ishe Jehovha, muchandipeiko, zvondofa hangu ndisina mwana; uchava mudyi wenhaka yeimba yangu ndiEriezeri weDhamasiko kani?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Asi Abhuramu akati, “Nhai Mwari Tenzi, zvamuchandipa zvichandibatsirei ndichidai kufamba zvangu ndisina kana mwana? Iyeka Ereazari wokuDhamasikusi ndiye achadya zvake nhaka yacho yomumba mangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Asi Abhuramu akati, “Nhai Mwari Tenzi, zvamuchandipa zvichandibatsirei ndichidai kufamba zvangu ndisina kana mwana? Iyeka Ereazari wokuDhamasikusi ndiye achadya zvake nhaka yacho yomumba mangu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Asi Abhurama akati, “Haiwa Ishe Jehovha, muchandipeiko sezvo ndisina mwana uye Eriezeri weDhamasiko ndiye achava mudyi wenhaka yangu here?” Viz kapitola |