Online Bible

- Reklamy -

Genesi 14:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Abhuramu akakamura varwi vake akavarwisa nousiku akavakunda, akavadzingirira kusvika kuHobha kuchamhembe kweDhamasikusi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 akakamura ʋarwi ʋake ʋusiku, iye naʋaranda ʋake, akaʋakunda, akaʋateʋerera kuȿikira paHoba, riri kurudyi rweDamasiko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 akakamura varwi vake usiku, iye navaranda vake, akavakunda, akavateverera kusvikira paHobha, riri kurudyi rweDhamasiko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Abhuramu akakamura varwi vake akavarwisa nousiku akavakunda, akavadzingirira kusvika kuHobha kuchamhembe kweDhamasikusi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Abhuramu akakamura varwi vake akavarwisa nousiku akavakunda, akavadzingirira kusvika kuHobha kuchamhembe kweDhamasikusi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Abhurama akapatsanura vanhu vake panguva dzousiku kuti vandovarwisa, uye vakavakunda, vakavatevera kusvikira paHobhabhi, kumusoro kweDhamasiko.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 14:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy