Online Bible

- Reklamy -

Genesi 14:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Kunyange Roti uya, mwanakomana womunun'una waAbhuramu akanga agere kuSodhomu vakamutapawo, vakapambawo upfumi hwake, vakaenda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ʋakatora ʋo Roti, mŋanakomana womunuŋuna waAbrama wakaŋga agere paSodoma, nefuma yake, ʋakaenda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Vakatorawo Roti, mwanakomana womun'una waAbhuramu wakanga agere paSodhomu, nepfuma yake, vakaenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Kunyange Roti uya, mwanakomana womunun'una waAbhuramu akanga agere kuSodhomu vakamutapawo, vakapambawo upfumi hwake, vakaenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Kunyange Roti uya, mwanakomana womunun'una waAbhuramu akanga agere kuSodhomu vakamutapawo, vakapambawo upfumi hwake, vakaenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Vakatorawo Roti mwanakomana womununʼuna waAbhurama nepfuma yake, sezvo akanga achigara muSodhomu.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 14:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy