Genesi 14:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Bani reSidhimu rakanga riine migodhi mizhinji yetara. Madzimambo eSodhomu neGomora akatiza, vamwe vanhu vavo vakawira mumigodhi yacho. Vakasarawo vakatizira kumakomo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino mupata weSidimi wakaŋga uzere namakomba anebitumini, madzimambo eSodoma neGomora ʋakatiza ʋakawira’mo; ʋakasara ʋakatizira kugomo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino mupata weSidhimu wakanga uzere namakomba ane tara, madzimambo eSodhomu neGomora vakatiza vakawiramo; vakasara vakatizira kugomo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Bani reSidhimu rakanga riine migodhi mizhinji yetara. Madzimambo eSodhomu neGomora akatiza, vamwe vanhu vavo vakawira mumigodhi yacho. Vakasarawo vakatizira kumakomo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Bani reSidhimu rakanga riine migodhi mizhinji yetara. Madzimambo eSodhomu neGomora akatiza, vamwe vanhu vavo vakawira mumigodhi yacho. Vakasarawo vakatizira kumakomo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvino mupata weSidhimi wakanga uzere namakomba etara, uye madzimambo eSodhomu neGomora paakatiza, vamwe varume vakawira maari uye vakasara vakatizira kuzvikomo. Viz kapitola |