Genesi 13:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Chisimuka ufambe uchimema nyika iyoyi uone kureba kwayo noupamhi hwayo, nokuti ndiyoyi nyika yandichakupa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Simuka, ufambe nenyika pakureɓa kwayo, napaʋupamhi bgayo, nokuti ndicakupa iyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Simuka, ufambe nenyika pakureba kwayo, napaupamhi hwayo, nokuti ndichakupa iyo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Chisimuka ufambe uchimema nyika iyoyi uone kureba kwayo noupamhi hwayo, nokuti ndiyoyi nyika yandichakupa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Chisimuka ufambe uchimema nyika iyoyi uone kureba kwayo noupamhi hwayo, nokuti ndiyoyi nyika yandichakupa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Enda, famba munyika, muurefu nomuupamhi hwayo, nokuti ndichaipa kwauri.” Viz kapitola |