Genesi 12:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Farao akadaidza Abhuramu akati, “Chiiko ichi chawaita kwandiri.” Wakaregerereiko kundiudza kuti mukadzi uyu mudzimai wako? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino Farao wakaɗana Abrama, akati: Cinyiko ici cawandiitira — Wakaregereiko kundiziʋisa kuti mukadzi wako? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino Farao wakadana Abhuramu akati, “Chiiko ichi chawakandiitira? Wakaregereiko kundizivisa kuti mukadzi wako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Farao akadaidza Abhuramu akati, “Chiiko ichi chawaita kwandiri.” Wakaregerereiko kundiudza kuti mukadzi uyu mudzimai wako? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Farao akadaidza Abhuramu akati, “Chiiko ichi chawaita kwandiri.” Wakaregerereiko kundiudza kuti mukadzi uyu mudzimai wako? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Saka Faro akadana Abhurama akati, “Waiteiko kwandiri? Wakaregereiko kundiudza kuti uyu mukadzi wako? Viz kapitola |