Genesi 10:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Hamu akabereka vanakomana vake vanoti: Kushi naIjipiti naPuti naKanani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋanakomana ʋaHami ndiʋo: Kushi, naMizraimi, naPuti, naKanani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Vanakomana vaHamu ndivo: Kushi, naMiziraimu, naPuti, naKenani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Hamu akabereka vanakomana vake vanoti: Kushi naIjipiti naPuti naKanani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Hamu akabereka vanakomana vake vanoti: Kushi naIjipiti naPuti naKanani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vanakomana vaHamu vanoti: Kushi, Miziraimi, Puti naKenani. Viz kapitola |