Genesi 10:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ebheru akabereka vanakomana vake vaviri, mumwe ndiPeregi nokuti panguva yake nyika yakanga yakakamuraniswa. Munun'una wake ainzi Jokitani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Eberi akaɓerekerwa ʋanakomana ʋaʋiri, zita romumŋe rakaŋga riri Peregi, nokuti pamazuʋa ake nyika yakakamurwa; zita romunuŋuna wake rakaŋga riri Joktani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Ebheru akaberekerwa vanakomana vaviri, zita romumwe rakanga riri Peregi, nokuti pamazuva ake nyika yakakamurwa; zita romun'una wake rakanga riri Jokitani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ebheru akabereka vanakomana vake vaviri, mumwe ndiPeregi nokuti panguva yake nyika yakanga yakakamuraniswa. Munun'una wake ainzi Jokitani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ebheru akabereka vanakomana vake vaviri, mumwe ndiPeregi nokuti panguva yake nyika yakanga yakakamuraniswa. Munun'una wake ainzi Jokitani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Ebheri akaberekerwa vanakomana vaviri: Mumwe ainzi Peregi, nokuti pamazuva ake nyika yakakamurwa; zita romununʼuna wake rainzi Jokitani. Viz kapitola |