Genesi 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mwari akati, “Muziendanakuenda romudenga ngamuve namavheneko okusiyanisa masikati nousiku ave okuratidza mwaka namazuva namakore. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Mŋari akati: Ɀiedza ŋgaɀiʋe’po panɀimbo yeɗeŋga, kuti ɀiparadzanise masikati noʋusiku; kuti ɀiʋe ɀiratidzo, nenguʋa, namazuʋa, namakore; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Mwari akati: Zviedza ngazvivepo panzvimbo yedenga, kuti zviparadzanise masikati nousiku; kuti zvive zviratidzo, nenguva, namazuva, namakore; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mwari akati, “Muziendanakuenda romudenga ngamuve namavheneko okusiyanisa masikati nousiku ave okuratidza mwaka namazuva namakore. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mwari akati, “Muziendanakuenda romudenga ngamuve namavheneko okusiyanisa masikati nousiku ave okuratidza mwaka namazuva namakore. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Uye Mwari akati, “Ngakuve nezviedza munzvimbo yedenga kuti zviparadzanise masikati kubva pausiku, uye ngazvishande sezviratidzo zvokucherechedza mwaka namazuva namakore, Viz kapitola |