Ezira 10:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 uye kuti kana munhu akarega kuuyako mazuva matatu asati apera, sezvanga zvatemwa namakurukota navakuru vakuru kuti abvutirwe zvinhu zvaanazvo iye pachake agodzingwa mugungano revaye vokunga vatapwa vachiendeswa kusi kwavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 ʋuye kuti aninani usina‐kuʋuya mazuʋa matatu agere kupera, seɀakaŋga ɀarairwa namacinda naʋakuru, fuma yake yose itorwe ipiwe Mŋari, naiye amene aɓuɗiswe paʋuŋgano yaʋatapxa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 uye kuti ani naani asina kuuya mazuva matatu agere kupera, sezvakanga zvarairwa namachinda navakuru, pfuma yake yose itorwe ipiwe Mwari, naiye amene abudiswe paungano yavatapwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 uye kuti kana munhu akarega kuuyako mazuva matatu asati apera, sezvanga zvatemwa namakurukota navakuru vakuru kuti abvutirwe zvinhu zvaanazvo iye pachake agodzingwa mugungano revaye vokunga vatapwa vachiendeswa kusi kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 uye kuti kana munhu akarega kuuyako mazuva matatu asati apera, sezvanga zvatemwa namakurukota navakuru vakuru kuti abvutirwe zvinhu zvaanazvo iye pachake agodzingwa mugungano revaye vokunga vatapwa vachiendeswa kusi kwavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ani naani aizokundikana kusvika mumazuva matatu aizotorerwa pfuma yake yose, maererano nokurayira kwamachinda navakuru, uye naiyewo aibva adzingwa kubva paungano yavatapwa. Viz kapitola |