Ezira 10:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ezira akabva pamberi pemba yaMwari akaenda kumba kwaJehohanani mwanakomana waEriyashibhu. Ndokwaakaenda akandorarako asingadye kana kunwa mvura nokuti akanga achichema kusatendeka kwevaye vakatandanisirwa kusiri kwavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ipapo Ezra akasimuka, akabva pamberi peimba yaMŋari, akapinda mukamuri yaJohanani mŋanakomana waEriashibi; akagara’po, akasadya ɀokudya, kana kunwa mvura; nokuti wakaŋga acicema pamsoro pokuɗarika kwaʋatapxa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ipapo Ezira akasimuka, akabva pamberi peimba yaMwari, akapinda mukamuri yaJohanani mwanakomana waEriashibhi; akagarapo, akasadya zvokudya, kana kunwa mvura; nokuti akanga achichema pamusoro pokudarika kwavatapwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ezira akabva pamberi pemba yaMwari akaenda kumba kwaJehohanani mwanakomana waEriyashibhu. Ndokwaakaenda akandorarako asingadye kana kunwa mvura nokuti akanga achichema kusatendeka kwevaye vakatandanisirwa kusiri kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ezira akabva pamberi pemba yaMwari akaenda kumba kwaJehohanani mwanakomana waEriyashibhu. Ndokwaakaenda akandorarako asingadye kana kunwa mvura nokuti akanga achichema kusatendeka kwevaye vakatandanisirwa kusiri kwavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ipapo Ezira akabva pamberi peimba yaMwari akaenda kukamuri raJehohanani mwanakomana waEriashibhi. Paakanga ari ikoko haana kudya zvokudya kana kunwa mvura nokuti akaramba achichema nokuda kwokusatendeka kwavatapwa. Viz kapitola |