Ezira 10:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Kuvanakomana vokwaNebho: kukawanikwa kuna Jeieri naMatitiya naZabhadhi naZebhina naJadhai naJoeri naBhenaya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Pakati paʋanakomana ʋaNebo: Jeieri, naMatitia, naZabadi, naZebina, naIdo, naJoeri, naBenaya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Pakati pavanakomana vaNebho: Jeieri, naMatitia, naZabhadhi, naZebhina, naIdho, naJoeri, naBhenaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Kuvanakomana vokwaNebho: kukawanikwa kuna Jeieri naMatitiya naZabhadhi naZebhina naJadhai naJoeri naBhenaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Kuvanakomana vokwaNebho: kukawanikwa kuna Jeieri naMatitiya naZabhadhi naZebhina naJadhai naJoeri naBhenaya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Kubva kuzvizvarwa zvaNebho: Jeyeri, Matitia, Zabhadhi, Zebhina, Jadhai, Joere naBhenaya. Viz kapitola |