Online Bible

- Reklamy -

Ezira 10:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Shekaniya mwanakomana waJehieri wokuvanakomana vokwaEramu akataura kuna Ezira achiti, “Hatina kutendeka kuna Mwari wedu, takaroora vakadzi vechirudzi vendudzi dzomunyika ino. Kunyange zvakadaro zvazvo Isiraeri ichine chitarisiro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ipapo Shekania mŋanakomana waJehieri, mumŋe waʋanakomana ʋaErami, akapindura, akati kunaEzra: Takatadzira Mŋari weɗu ɀatakawana ʋakadzi ʋatorwa ʋendudzi dzenyika iyi; kunyaŋge ɀakaɗaro ʋaIsraeri ʋacinetariro pamsoro pecinhu ici.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Ipapo Shekania mwanakomana waJehieri, mumwe wavanakomana vaErami, akapindura, akati kuna Ezira, “Takatadzira Mwari wedu zvatakawana vakadzi vatorwa vendudzi dzenyika iyi; kunyange zvakadaro vaIsiraeri vachine tariro pamusoro pechinhu ichi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Shekaniya mwanakomana waJehieri wokuvanakomana vokwaEramu akataura kuna Ezira achiti, “Hatina kutendeka kuna Mwari wedu, takaroora vakadzi vechirudzi vendudzi dzomunyika ino. Kunyange zvakadaro zvazvo Isiraeri ichine chitarisiro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Shekaniya mwanakomana waJehieri wokuvanakomana vokwaEramu akataura kuna Ezira achiti, “Hatina kutendeka kuna Mwari wedu, takaroora vakadzi vechirudzi vendudzi dzomunyika ino. Kunyange zvakadaro zvazvo Isiraeri ichine chitarisiro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Ipapo Shekania mwanakomana waJehieri, mumwe wezvizvarwa zvaEramu, akati kuna Ezira, “Takatadzira Mwari wedu nokuwana vakadzi vatorwa kubva kundudzi dzakatipoteredza. Asi kunyange zvakadaro, Israeri ichine tariro.

Viz kapitola kopírovat

Ezira 10:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy