Online Bible

- Reklamy -

Ezira 10:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Pakati pevanakomana vokuvapristi: vanhu vakawanika vakaroora vakadzi vechirudzi ndevava ava: kuvanakomana vokwaJeshua: nokwaJozadhaki nehama dzavo, ndiMaaseya naEriezero naJaribhu naGedhariya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Napakati paʋanakomana ʋaʋaprista ʋakawana ʋamŋe ʋakaŋga ʋawana ʋakadzi ʋatorwa: Pakati paʋanakomana ʋaJeshua ʋaiti mŋanakomana waJozadaki nehama dzake, Maaseya, naEriezeri, naJaribi, naGedaria.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Napakati pavanakomana vavapristi vakawana vamwe vakanga vawana vakadzi vatorwa. Pakati pavanakomana vaJeshua vaiti mwanakomana waJozadhaki nehama dzake, Maaseya, naEriezeri, naJaribhi, naGedharia.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Pakati pevanakomana vokuvapristi: vanhu vakawanika vakaroora vakadzi vechirudzi ndevava ava: kuvanakomana vokwaJeshua: nokwaJozadhaki nehama dzavo, ndiMaaseya naEriezero naJaribhu naGedhariya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Pakati pevanakomana vokuvapristi: vanhu vakawanika vakaroora vakadzi vechirudzi ndevava ava: kuvanakomana vokwaJeshua: nokwaJozadhaki nehama dzavo, ndiMaaseya naEriezero naJaribhu naGedhariya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Pakati pezvizvarwa zvavaprista, ava ndivo vakanga vawana vakadzi vatorwa: Kubva kuzvizvarwa zvaJeshua mwanakomana waJozadhaki nehama dzake: Maaseya, Eriezeri, Jaribhu naGedharia.

Viz kapitola kopírovat

Ezira 10:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy