Ezira 10:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vokudzoka vaye vokunga vatapwa vachiendeswa kusiri kwavo vaye vakaita saizvozvo. Mupristi Ezira akasarudza varume vatungamiriri vedzimba dzamadzibaba avo imba nemba mumwe nomumwe achidomwa nezita. Pazuva rechiposhi romwedzi wegumi vakagara pasi vakatangisa kuongorora nyaya iyoyi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋatapxa ʋakaita saiɀoɀo. Ezra muprista, naʋamŋe ʋaʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa, ʋakatsaurwa nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, naʋose ʋaʋo namazita aʋo; ʋakaʋuŋgana nezuʋa rokutaŋga romŋedzi wegumi kunɀera cinhu ico. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Vatapwa vakaita saizvozvo Ezira mupristi, navamwe vavakuru vedzimba dzamadzibaba, vakatsaurwa nedzimba dzamadzibaba avo, navose vavo namazita avo; vakaungana nezuva rokutanga romwedzi wegumi kunzvera chinhu icho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vokudzoka vaye vokunga vatapwa vachiendeswa kusiri kwavo vaye vakaita saizvozvo. Mupristi Ezira akasarudza varume vatungamiriri vedzimba dzamadzibaba avo imba nemba mumwe nomumwe achidomwa nezita. Pazuva rechiposhi romwedzi wegumi vakagara pasi vakatangisa kuongorora nyaya iyoyi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Vokudzoka vaye vokunga vatapwa vachiendeswa kusiri kwavo vaye vakaita saizvozvo. Mupristi Ezira akasarudza varume vatungamiriri vedzimba dzamadzibaba avo imba nemba mumwe nomumwe achidomwa nezita. Pazuva rechiposhi romwedzi wegumi vakagara pasi vakatangisa kuongorora nyaya iyoyi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Nokudaro vakanga vambotapwa vakaita zvakanga zvataurwa. Ezira muprista akasarudza varume vakanga vari vakuru vemhuri, mumwe chete kubva kumhuri yamadzibaba avo, uye vose vachizivikanwa namazita avo. Pazuva rokutanga romwedzi wegumi vakagara pasi vakatanga kuferefeta nyaya idzi, Viz kapitola |