Online Bible

- Reklamy -

Ezira 10:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Jonatani mwanakomana waAsaheri naJahizeya mwanakomana waTikivha vakapikisana nazvo. Asi Meshuramu naShebhetai vaRevhi vakatsigirana navo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Asi Jonatani mŋanakomana waAsaheri, naJazeya mŋanakomana waTikva, iʋo ʋoga ʋakaramba cinhu ici; Meshurami nomuRevi Shabetai ʋakasimbisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Asi Jonatani mwanakomana waAsaheri, naJazeya mwanakomana waTikivha, ivo voga va karamba chinhu ichi; Meshurami nomuRevhi Shabhetai vakasimbisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Jonatani mwanakomana waAsaheri naJahizeya mwanakomana waTikivha vakapikisana nazvo. Asi Meshuramu naShebhetai vaRevhi vakatsigirana navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Jonatani mwanakomana waAsaheri naJahizeya mwanakomana waTikivha vakapikisana nazvo. Asi Meshuramu naShebhetai vaRevhi vakatsigirana navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Jonatani mwanakomana waAsaeri naJazeya mwanakomana waTikivha, vachitsigirwa naMeshurami naShabhetai muRevhi, ndivo chete vakapikisa izvi.

Viz kapitola kopírovat

Ezira 10:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy