Ezira 10:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mochirega makurukota edu amiririre gungano rose, maguta edu ose ana vakadzi vacho vechirudzi vazouya panguva dzakatemwa. Vanofanira kuuya navakuru vakuru navotongi veguta iroro kusvikira hasha dzaMwari wedu dzinotyisa kwatiri panyaya iyoyi dzapora.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino macinda eɗu ŋgaagadzwe paʋuŋgano yose, kuti ʋose ʋakawana ʋakadzi ʋatorwa pamaguta eɗu, ʋaʋuye paŋguʋa dzakatarwa ʋanaʋakuru ʋeguta rimŋe nerimŋe, naʋatoŋgi ʋaro, kuȿikira kutsamŋa kukuru kwaMŋari weɗu kwabviswa kwatiri, kuȿikira mhaka iyi yapera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 “Zvino machinda edu ngaagadzwe paungano yose, kuti vose vakawana vakadzi vatorwa pamaguta edu, vauye panguva dzakatarwa navakuru veguta rimwe nerimwe, navatongi varo, kusvikira kutsamwa kukuru kwaMwari wedu kwabviswa kwatiri, kusvikira mhaka iyi yapera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mochirega makurukota edu amiririre gungano rose, maguta edu ose ana vakadzi vacho vechirudzi vazouya panguva dzakatemwa. Vanofanira kuuya navakuru vakuru navotongi veguta iroro kusvikira hasha dzaMwari wedu dzinotyisa kwatiri panyaya iyoyi dzapora.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mochirega makurukota edu amiririre gungano rose, maguta edu ose ana vakadzi vacho vechirudzi vazouya panguva dzakatemwa. Vanofanira kuuya navakuru vakuru navotongi veguta iroro kusvikira hasha dzaMwari wedu dzinotyisa kwatiri panyaya iyoyi dzapora.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Machinda edu ngavamiririre ungano yose. Ipapo mumwe nomumwe mumaguta edu akawana mukadzi mutorwa auye panguva dzakatarwa, pamwe chete navakuru navatongi veguta rimwe nerimwe, kusvikira kutsamwa kwaMwari kukuru kwabviswa kwatiri.” Viz kapitola |