Ezira 10:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvino reururai kuna Tenzi, Mwari wamadzibaba enyu muite kuda kwake muzvitsaure kuvanhu vomunyika muno navakadzi vechirudzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Naiɀoɀo ɀino ciɀireʋururai pamberi paJehova Mŋari wamadziɓaɓa enyu, mumufadze; muɀiraʋure kuʋanhu ʋenyika ino, naʋakadzi ʋatorwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Naizvozvo zvino chizvireururai pamberi paJehovha Mwari wamadzibaba enyu, mumufadze; muzviraure kuvanhu venyika ino navakadzi vatorwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvino reururai kuna Tenzi, Mwari wamadzibaba enyu muite kuda kwake muzvitsaure kuvanhu vomunyika muno navakadzi vechirudzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Zvino reururai kuna Tenzi, Mwari wamadzibaba enyu muite kuda kwake muzvitsaure kuvanhu vomunyika muno navakadzi vechirudzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Zvino reururai kuna Jehovha, iye Mwari wamadzibaba enyu, uye mugoita kuda kwake. Zvitsaurei kubva kumarudzi avanhu akakupoteredzai uye kubva kuvakadzi venyu vatorwa.” Viz kapitola |