Ezira 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vose vaiva munharaunda dzavo vakavabatsira nemidziyo yesirivha nendarama nezvimwe zvinhu nezvipfuwo nezvimwewo zvakakosha tisingaverengeri zvose zvaiti munhu aipawo zvake nechido. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋuye ʋose ʋakaŋga ʋakaʋapoteredza ʋakasimbisa maʋoko aʋo nemidziyo yesirveri, nendarama, nenhumbi, neŋombe, neɀinhu ɀinokosha, pamŋe cete neɀose ɀaʋakaʋapa nomŋoyo waʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Uye vose vakanga vakavapoteredza vakasimbisa maoko avo nemidziyo yesirivha, nendarama, nenhumbi, nemombe, nezvinhu zvinokosha, pamwechete nezvose zvavakapa nomwoyo wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vose vaiva munharaunda dzavo vakavabatsira nemidziyo yesirivha nendarama nezvimwe zvinhu nezvipfuwo nezvimwewo zvakakosha tisingaverengeri zvose zvaiti munhu aipawo zvake nechido. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vose vaiva munharaunda dzavo vakavabatsira nemidziyo yesirivha nendarama nezvimwe zvinhu nezvipfuwo nezvimwewo zvakakosha tisingaverengeri zvose zvaiti munhu aipawo zvake nechido. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vavakidzani vavo vose vakavabatsira nemidziyo yesirivha negoridhe, nenhumbi nezvipfuwo, uye nezvipo zvinokosha, kuwedzera pamusoro pezvipo zvokuzvisarudzira. Viz kapitola |