Ezira 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ani naani pakati penyu anenge ari wevanhu vake, Mwari wake ngaave naye akwire kuJerusaremu guta riri kwaJudha andovakazve imba yaTenzi, Mwari weIsiraeri. Iyeyo ndiye Mwari ari muJerusaremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino aninani uri’po pakati penyu waʋanhu ʋake, Jehova Mŋari wake ŋgaaʋe naye, ŋgaakwire hake Jerusarema riri paJuda, kundoʋaka imba yaJehova Mŋari waIsraeri, (ndiye Mŋari), unogara Jerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 “Zvino ani naani aripo pakati penyu wavanhu vake, Jehovha Mwari wake ngaave naye, ngaakwire hake Jerusaremu riri paJudha, kundovaka imba yaJehovha Mwari waIsiraeri, (ndiye Mwari), anogara Jerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ani naani pakati penyu anenge ari wevanhu vake, Mwari wake ngaave naye akwire kuJerusaremu guta riri kwaJudha andovakazve imba yaTenzi, Mwari weIsiraeri. Iyeyo ndiye Mwari ari muJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ani naani pakati penyu anenge ari wevanhu vake, Mwari wake ngaave naye akwire kuJerusaremu guta riri kwaJudha andovakazve imba yaTenzi, Mwari weIsiraeri. Iyeyo ndiye Mwari ari muJerusaremu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ani naani wavanhu vake ari pakati penyu, Mwari wake ngaave naye, uye regai aende zvake kuJerusarema kuJudha andovaka temberi yaJehovha, Mwari waIsraeri, iye Mwari anogara muJerusarema. Viz kapitola |