Ezira 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Midziyo yose yendarama neyesirivha yakanga iri zviuru zvishanu namazana mana ane makumi matanhatu nepfumbamwe. Sheshibhaza akatakura zvose izvozvo pakabva nhapwa kuBhabhironi dzichidzoserwa kuJerusaremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Midziyo yose yendarama neyesirveri yakaŋga ineɀuru ɀishanu namazana manna. Iɀo ɀose Sheshibazari wakaenda naɀo paŋguʋa yokubva kwaʋatapxa Babironi ʋacienda Jerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Midziyo yose yendarama neyesirivha yakanga ine zviuru zvishanu namazana mana. Izvo zvose Sheshibhazari akaenda nazvo panguva yokubva kwavatapwa Bhabhironi vachienda Jerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Midziyo yose yendarama neyesirivha yakanga iri zviuru zvishanu namazana mana ane makumi matanhatu nepfumbamwe. Sheshibhaza akatakura zvose izvozvo pakabva nhapwa kuBhabhironi dzichidzoserwa kuJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Midziyo yose yendarama neyesirivha yakanga iri zviuru zvishanu namazana mana ane makumi matanhatu nepfumbamwe. Sheshibhaza akatakura zvose izvozvo pakabva nhapwa kuBhabhironi dzichidzoserwa kuJerusaremu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Yose pamwe chete, midziyo yegoridhe neyesirivha yaiva zviuru zvishanu namazana mana. Sheshibhazari akaendesa izvi zvose panguva iyo vatapwa vakabva kuBhabhironi vachienda kuJerusarema. Viz kapitola |