Ezira 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 kwouyawo ndiro dzendarama: dzaiita makumi matatu ndiro dzesirivha: zviuru zviviri zvine mazana mana nechiuru chemimwewo midziyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 nembiya dzendarama dzinamakumi matatu, nembiya dzesirveri dzorumŋe rudzi dzinamazana manna negumi, nemimŋe midziyo inecuru cimŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 nembiya dzendarama dzina makumi matatu, nembiya dzesirivha dzorumwe rudzi dzina mazana mana negumi, nemimwe midziyo ine chiuru chimwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 kwouyawo ndiro dzendarama: dzaiita makumi matatu ndiro dzesirivha: zviuru zviviri zvine mazana mana nechiuru chemimwewo midziyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 kwouyawo ndiro dzendarama: dzaiita makumi matatu ndiro dzesirivha: zviuru zviviri zvine mazana mana nechiuru chemimwewo midziyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 pani dzesirivha dzaiva makumi maviri namapfumbamwe; mbiya dzegoridhe dzaiva makumi matatu; mbiya dzesirivha dzakafanana-fanana dzaiva mazana mana negumi; uye mimwewo midziyo yaiva chiuru. Viz kapitola |