Ezekieri 8:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Akandiunza pokupinda napo peSuo Guru rokuchamhembe remba yaTenzi ndikaona vakadzi vakati mbwe-e kugara vachihwihwidza kuchema Tamuzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ipapo akandiisa kumukoʋa wesuʋo reimba yaJehova rakaŋga riri kurutiʋi rwokumsoro; ndikaʋona ʋakadzi ʋagere’po ʋacicema Tamuzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ipapo akandiisa kumukova wesuo reimba yaJehovha rakanga riri kurutivi rwokumusoro; ndikaona vakadzi vagerepo vachichema Tamuzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Akandiunza pokupinda napo peSuo Guru rokuchamhembe remba yaTenzi ndikaona vakadzi vakati mbwe-e kugara vachihwihwidza kuchema Tamuzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Akandiunza pokupinda napo peSuo Guru rokuchamhembe remba yaTenzi ndikaona vakadzi vakati mbwe-e kugara vachihwihwidza kuchema Tamuzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo akaenda neni kumukova wokusuo rokumusoro weimba yaJehovha, ndikaona vakadzi vagerepo, vachichema Tamuzi. Viz kapitola |