Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 7:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 “Isiraeri zvino pako pakuperera, ndava kuzokuratidza kuti ndakakushatirirwa ndichakutonga maererano namaitiro ako, ndichikurangira zvinhu zvako zvose zvinosemesa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino kuguma kwaȿika kwauri, ini ndicatuma kutsamŋa kwaŋgu pamsoro pako, ndicakutoŋga ɀakafanira nzira dzako; ndicaʋuyisa pamsoro pako ɀinonyaŋgadza ɀako ɀose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 “Zvino kuguma kwasvika kwauri, ini ndichatuma kutsamwa kwangu pamusoro pako, ndichakutonga zvakafanira nzira dzako; ndichauyisa pamusoro pako zvinonyangadza zvako zvose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 “Isiraeri zvino pako pakuperera, ndava kuzokuratidza kuti ndakakushatirirwa ndichakutonga maererano namaitiro ako, ndichikurangira zvinhu zvako zvose zvinosemesa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 “Isiraeri zvino pako pakuperera, ndava kuzokuratidza kuti ndakakushatirirwa ndichakutonga maererano namaitiro ako, ndichikurangira zvinhu zvako zvose zvinosemesa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Kuguma kwava pamusoro pako zvino uye ndichatuma kutsamwa kwangu pamusoro pako. Ndichakutonga zvakafanira tsika dzako ndigotsiva zvinyangadzo zvako zvose.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 7:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy