Ezekieri 7:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kudandaura nenhamo pakuchauya vachatsvaga rugare asi pachange pasina. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Njodzi inoʋuya; ʋacatȿaka rugare, asi haruŋgaʋi’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Njodzi inouya; vachatsvaka rugare, asi harungavipo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kudandaura nenhamo pakuchauya vachatsvaga rugare asi pachange pasina. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kudandaura nenhamo pakuchauya vachatsvaga rugare asi pachange pasina. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Kana kutya kwauya, vachatsvaka rugare asi havangaruwani. Viz kapitola |