Ezekieri 7:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 vagoita nyonganyonga. “Pamusana pokuti nyika yazara nemhosva dzokudeura ropa, gutawo rizere noutsinye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Itai ketani, nokuti nyika izere nemhaka dzeropa, guta rizere nokuita nesimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Itai ngetani, nokuti nyika izere nemhaka dzeropa, guta rizere nokuita nesimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 vagoita nyonganyonga. “Pamusana pokuti nyika yazara nemhosva dzokudeura ropa, gutawo rizere noutsinye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 vagoita nyonganyonga. “Pamusana pokuti nyika yazara nemhosva dzokudeura ropa, gutawo rizere noutsinye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “Gadzirai ngetani, nokuti nyika izere nokuteura ropa uye guta rizere nokuita nechisimba. Viz kapitola |