Ezekieri 7:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Ndichaisa zvinhu izvozvo mumaoko mevechirudzi senyama yamagora uye kunavaipi vapanyika sechinhu chokupamba vagochin'oresa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ndicaciisa mumaʋoko aʋatorwa ciʋe cinhu cakatapxa, nokunaʋakaipa ʋenyika ciʋe cinhu cakapambga, iʋo ʋacaciȿiɓisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 “Ndichachiisa mumaoko avatorwa chive chinhu chakapambwa, ivo vachachisvibisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Ndichaisa zvinhu izvozvo mumaoko mevechirudzi senyama yamagora uye kunavaipi vapanyika sechinhu chokupamba vagochin'oresa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Ndichaisa zvinhu izvozvo mumaoko mevechirudzi senyama yamagora uye kunavaipi vapanyika sechinhu chokupamba vagochin'oresa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ndichazvipa zvose kuvatorwa sezvinhu zvakapambwa uye sepfuma ingapambwa navakaipa venyika, uye vachazvisvibisa. Viz kapitola |