Ezekieri 7:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Zvishongo zvayo zvinoyevedza, vaizvishandisira mbiri isina maturo vachigadzira zvifananidzo zvavo zvokunamata zvsingadiwi naMwari nezvinhu zvavo zvinosemesa. Naizvozvo iniwo ndaita kuti zvinhu zvavo izvozvo zvive zvinhu zvakan'ora kwavari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Kana ʋuri ʋukomba bgaʋo bgakanaka, ʋakaita manyawi naɀo; asi ʋakaita naɀo ɀifananidzo ɀeɀinonyaŋgadza ɀaʋo neɀeɀinosemesa ɀaʋo; naiɀoɀo ndakaciita kwaʋari secinhu cisino‐kunaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Kana huri ukomba hwavo hwakanaka, vakaita manyawi nazvo; asi vakaita nazvo zvifananidzo zvezvinonyangadza zvavo nezvezvinosemesa zvavo; naizvozvo ndichachiita kwavari sechinhu chisina kunaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Zvishongo zvayo zvinoyevedza, vaizvishandisira mbiri isina maturo vachigadzira zvifananidzo zvavo zvokunamata zvsingadiwi naMwari nezvinhu zvavo zvinosemesa. Naizvozvo iniwo ndaita kuti zvinhu zvavo izvozvo zvive zvinhu zvakan'ora kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Zvishongo zvayo zvinoyevedza, vaizvishandisira mbiri isina maturo vachigadzira zvifananidzo zvavo zvokunamata zvsingadiwi naMwari nezvinhu zvavo zvinosemesa. Naizvozvo iniwo ndaita kuti zvinhu zvavo izvozvo zvive zvinhu zvakan'ora kwavari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vakanga vachizvikudza nokuda kwoukomba hwavo hwakanaka uye vachihushandisa kuita zvifananidzo zvinonyangadza nezviumbwa zvakaipisisa. Naizvozvo ndichashandura izvi, zvikava chinhu chine tsvina kwavari. Viz kapitola |