Ezekieri 7:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Iwe mwanakomana womunhu zvanzi naTenzi Mwari kunyika yeIsiraeri, hokuno kuguma. Kuguma kwagogodzera kumativi mana enyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Iwe, mŋanakomana womunhu, ɀanzi naShe Jehova kunyika yaIsraeri: Kuguma, kuguma kwaȿika pamakona manna enyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Iwe, Mwanakomana womunhu, zvanzi naIshe Jehovha kunyika yaIsiraeri, ‘Kuguma, kuguma kwasvika pamakona mana enyika.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Iwe mwanakomana womunhu zvanzi naTenzi Mwari kunyika yeIsiraeri, hokuno kuguma. Kuguma kwagogodzera kumativi mana enyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Iwe mwanakomana womunhu zvanzi naTenzi Mwari kunyika yeIsiraeri, hokuno kuguma. Kuguma kwagogodzera kumativi mana enyika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Mwanakomana womunhu, zvanzi naIshe Jehovha kunyika yeIsraeri: Kuguma! Kuguma kwasvika kumativi mana enyika. Viz kapitola |