Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 6:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ndichasimudza simba reruoko rwangu kuvarwisa ndichiita kuti nyika isakare isare yangova nyika zvayo kwose kugere vanhu kubvira kurenje kusvika kuRibhura. Ndipo pavachaziva kuti ini ndini Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ndicatambanudzira ruʋoko rwaŋgu pamsoro paʋo, nyika ndicaiita ɗoŋgo nokuiparadza, kubva parenje kuȿikira Dibra, pose paʋanogara; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Ndichatambanudzira ruoko rwangu pamusoro pavo, nyika ndichaiita dongo nokuiparadza, kubva parenje kusvikira Dhibhira, pose pavanogara; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ndichasimudza simba reruoko rwangu kuvarwisa ndichiita kuti nyika isakare isare yangova nyika zvayo kwose kugere vanhu kubvira kurenje kusvika kuRibhura. Ndipo pavachaziva kuti ini ndini Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Ndichasimudza simba reruoko rwangu kuvarwisa ndichiita kuti nyika isakare isare yangova nyika zvayo kwose kugere vanhu kubvira kurenje kusvika kuRibhura. Ndipo pavachaziva kuti ini ndini Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Uye ndichatambanudza ruoko rwangu kuti ndivarwise ndigoparadza nyika ndigoiita dongo kubva kugwenga kusvikira kuDhibhira, kwose kwose kwavanogara. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 6:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy