Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 6:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ndipo pamuchaziva kuti ini ndini Tenzi panenge poti zvitunha zvavo pasi katakata mukati mezvifananidzo zvavo zvokunamata zvatenderedza atari dzavo pazvikomo zvose, napamusoro pemakomo ose, nepasi pemuti woga woga una mashizha manyoro napasi pomiti yose yemioku yakati gudegude napose pavanopira zvinonhuwira kuzvifananidzo zvavo zvose zvokunamata.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Imi mucaziʋa kuti ndini Jehova, kana ʋanhu ʋaʋo, ʋakaʋurawa, ʋari pakati peɀifananidzo ɀaʋo ʋakakomberedza maartari aʋo, pacikomo cimŋe necimŋe cakakwirira, napamsoro pemisoro yose yamakomo, napasi pomuti mumŋe nomumŋe mutema, napasi pomuouki mumŋe nomumŋe mukobvu, ipo panɀimbo dzose paʋaipisira ɀifananidzo ɀaʋo ɀose ɀinonhuwira ɀakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Imi muchaziva kuti ndini Jehovha, kana vanhu vavo, vakaurawa, vari pakati pezvifananidzo zvavo vakakomberedza maaritari avo, pachikomo chimwe nechimwe chakakwirira, napamusoro pemisoro yose yamakomo, napasi pomuti pomouki mumwe nomumwe mukobvu, ipo panzvimbo dzose pavaipisira zvifananidzo zvavo zvose zvinonhuwira zvakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ndipo pamuchaziva kuti ini ndini Tenzi panenge poti zvitunha zvavo pasi katakata mukati mezvifananidzo zvavo zvokunamata zvatenderedza atari dzavo pazvikomo zvose, napamusoro pemakomo ose, nepasi pemuti woga woga una mashizha manyoro napasi pomiti yose yemioku yakati gudegude napose pavanopira zvinonhuwira kuzvifananidzo zvavo zvose zvokunamata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Uye vachaziva kuti ndini Jehovha, kana vanhu vavo vakaurayiwa vari pakati pezvifananidzo zvavo zvakapoteredza aritari dzavo, napazvikomo zvose zvakakwirira napamusoro pamakomo ose, napasi pemiti yakapfumvutira nemiti yomuouki yose ina mashizha panzvimbo dzavaipira zvinonhuhwira kuzvifananidzo zvavo zvose.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 6:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy