Ezekieri 6:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvanzi naTenzi Mwari, “Rova-rovanisai maoko muchitamba-tambisa makumbo muchiti, ‘Maiwe-e kani inga zvatiwana, pamusana pezvinosemesa Mwari zvose zvemba yaIsiraeri, nokuti vachafa nebakatwa, neshangwa yenzara, nedenda.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀanzi naShe Jehova: Roʋa noruʋoko rwako, tsikisa norutsoka rwako, uti: Maiwe! nokuɗa kweɀinonyaŋgadza ɀakaipa ɀose ɀeimba yaIsraeri; nokuti ʋacaʋurawa nomunondo nenzara nehosha yakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvanzi naIshe Jehovha, “Rova noruoko rwako, tsikisa pasi norutsoka rwako, uti, ‘Maiwe!’ Nokuda kwezvinonyangadza zvakaipa zvose zveimba yaIsiraeri; nokuti vachaurawa nomunondo nenzara nehosha yakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvanzi naTenzi Mwari, “Rova-rovanisai maoko muchitamba-tambisa makumbo muchiti, ‘Maiwe-e kani inga zvatiwana, pamusana pezvinosemesa Mwari zvose zvemba yaIsiraeri, nokuti vachafa nebakatwa, neshangwa yenzara, nedenda.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Zvanzi naTenzi Mwari, “Rova-rovanisai maoko muchitamba-tambisa makumbo muchiti, ‘Maiwe-e kani inga zvatiwana, pamusana pezvinosemesa Mwari zvose zvemba yaIsiraeri, nokuti vachafa nebakatwa, neshangwa yenzara, nedenda.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Rovai maoko enyu pamwe chete uye mudzane-dzane netsoka dzenyu mudanidzire muchiti, “Maiwe!” nokuda kwezvakaipa zvose nezvinonyangadza zveimba yaIsraeri, nokuti vachaurayiwa nomunondo, nzara nedenda. Viz kapitola |