Ezekieri 5:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Iwe uchava chinhu chinozvidzwa nechitukiso neyambiro chaiyo nechinhu chinokatyamadza kumarudzi omunharaunda yako pandichaita zvandakatema kuita pamuri ndakashatirwa ndakapaka uye nechirango chinorwadza kwazvo. Ini iyeni Tenzi ndini ndazvireva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Saiɀoɀo cicaʋa cinhu cinoshoʋorwa necinosekwa, cinonyeʋera necinoshamisa, kumarudzi ose anokupoteredza, kana ndicikuitira ɀandakatoŋga ndakatsamŋa, ndinehasha, ndicikutukai nehasha; (ini Jehova, ndini ndakataura iɀoɀo); Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Saizvozvo chichava chinhu chinoshorwa nechinosekwa, chinonyevera nechinoshamisa, kumarudzi ose anokupoteredza, kana ndichikuitira zvandakatonga ndakatsamwa, ndiine hasha, ndichikutukai nehasha; ini Jehovha, ndini ndakataura izvozvo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Iwe uchava chinhu chinozvidzwa nechitukiso neyambiro chaiyo nechinhu chinokatyamadza kumarudzi omunharaunda yako pandichaita zvandakatema kuita pamuri ndakashatirwa ndakapaka uye nechirango chinorwadza kwazvo. Ini iyeni Tenzi ndini ndazvireva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Iwe uchava chinhu chinozvidzwa nechitukiso neyambiro chaiyo nechinhu chinokatyamadza kumarudzi omunharaunda yako pandichaita zvandakatema kuita pamuri ndakashatirwa ndakapaka uye nechirango chinorwadza kwazvo. Ini iyeni Tenzi ndini ndazvireva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Uchava chinhu chinoshorwa nechiseko, yambiro nechinhu chinotyisa kundudzi dzakakupoteredza pandinokuranga mukutsamwa nehasha dzangu uye nechituko chinobaya. Ini Jehovha ndataura. Viz kapitola |