Ezekieri 48:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Kureba kweguta iroro rose kuritenderera, kuchange kuchiita makiromita mapfumbamwe. Izvozvo zita reguta rinenge rava kuzonzi, “Tenziaripo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ɀose ɀinofanira kuita tsaŋga dzineɀuru ɀinegumi neɀisere pamatiʋi ose manna; zita reguta kubva pazuʋa iro rinofanira kunzi, Jehova uri’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Zvose zvinofanira kuita tsanga dzine zviuru zvine gumi nezvisere pamativi ose mana; zita reguta kubva pazuva iro rinofanira kunzi, “Jehovha aripano.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Kureba kweguta iroro rose kuritenderera, kuchange kuchiita makiromita mapfumbamwe. Izvozvo zita reguta rinenge rava kuzonzi, “Tenziaripo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Kureba kweguta iroro rose kuritenderera, kuchange kuchiita makiromita mapfumbamwe. Izvozvo zita reguta rinenge rava kuzonzi, “Tenziaripo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 “Kutenderera nzvimbo yacho kuchaita nhambwe zviuru gumi nezvisere. “Uye zita reguta kubvira panguva iyoyo zvichienda mberi richanzi: Jehovha aripo.” Viz kapitola |