Ezekieri 48:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nzvimbo dzokubuda nadzo muguta ndidzo idzi: dzinoti: Kuchamhembe kwacho kunoita makiromita maviri ana mamita mazana maviri ane makumi mashanu kwaerwa Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Iyi ndiyo migumo yeguta: Kurutiʋi rwokumsoro tsaŋga dzineɀuru ɀinna namazana mashanu pakuyerwa kwaɀo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Iyi ndiyo migumo yeguta: Kurutivi rwokumusoro tsanga dzine zviuru zvina namazana mashanu pakuyerwa kwazvo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nzvimbo dzokubuda nadzo muguta ndidzo idzi: dzinoti: Kuchamhembe kwacho kunoita makiromita maviri ana mamita mazana maviri ane makumi mashanu kwaerwa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Nzvimbo dzokubuda nadzo muguta ndidzo idzi: dzinoti: Kuchamhembe kwacho kunoita makiromita maviri ana mamita mazana maviri ane makumi mashanu kwaerwa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “Aya achava masuo okubuda nawo eguta: “Kutangira kurutivi rwokumusoro, kureba kwacho kuna makubhiti zviuru zvina zvina mazana mashanu, Viz kapitola |