Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 48:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Dzinza rokwaZebhuroni rinowana mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumavirira wakabatana nenyika yokwaIsakari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Pamuganho waIsakari, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waZeburuni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Pamuganho waIsakari, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waZebhuruni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Dzinza rokwaZebhuroni rinowana mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumavirira wakabatana nenyika yokwaIsakari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Dzinza rokwaZebhuroni rinowana mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumavirira wakabatana nenyika yokwaIsakari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Zebhuruni achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaIsakari kubva kumabvazuva kusvika kumavirira.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 48:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy